Stem cell therapy


Nameless2022/08/17 09:40
Follow

*Question?*

How many boxes of STC30 should I take? Will the 2 boxes clear my disease?


*Answer.*

Tinoda kunzwisisa kuti healing is a process and uwandu hwe STC30 inodiwa depends on:


*1. Age of Patient:*

Vanhu vakuru vanoda more than vechidiki. Stem cells anopera or anoita mashoma as we grow older. Kuwanda kwawo ndiko kugona kwedu kurwisa zvirwere.


*2. Type of Disease:*

Some disease akadzika anoda more stem celld, thus STC30, than others kuti tiwane healing izere or inooneka.


*3. Duration of Disease:*

Nguva yeurwere ikawanda zvinoreva kuti muviri unenge wanyanya kukuvara. We may need more STC30 for munhu ave ne10 years achirwara than munhu ane gore or 2 years.


Chikuru kuti munhu atore STC30 yake maStem Cells ake awande chaizvo.


Kana maStem Cells aActivatwa awanda ndiwo ane simba rekugona kurwisa zvakawanda wanda uye zvakasiyana zvinotowira sevanhu.


Even zviya zvatisingakwanise kududza or kuziva kuti chii chaizvo chiri kuitika mukati medu.


*Do you have any other questions concerning our products?*

Follow

Support this user by bitcoin tipping - How to tip bitcoin?

Send bitcoin to this address

Comment (0)